Ezekiel 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe kana ndikaʋuyisa munondo pamsoro penyika iyo, ndikati: Munondo, pfuʋura napakati penyika! ndikaparadza’mo ʋanhu neɀipfuwo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana dai ndaiuyisa munondo kuzorwisa nyika iyo ndikati, ‘Munondo ngaupfuure nomunyika yose,’ uye ndikauraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana kuti ini ndikaunzira nyika iyoyo nhamo yebakatwa, ndigoti bakatwa ngaripinde nomunyika iyoyo ndikaparadza mairi munhu nemhuka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvimwe kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika iyo, ndikati, ‘Munondo, pfuura napakati penyika!’ Ndikaparadzamo vanhu nezvipfuwo;
Shona 2009?
"Zvimwe kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika iyo, ndikati, `Munondo, pfuura napakati penyika!' Ndikaparadzamo vanhu nezvipfuwo,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvimwe kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika iyo, ndikati, ‘Munondo, pfuura napakati penyika!’ Ndikaparadzamo vanhu nezvipfuwo;