Ezekiel 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe kana ndikatuma hosha yakaipa munyika iyo, ndikaɗurura hasha dzaŋgu pamsoro payo neropa, kuti ndiparadze’mo ʋanhu neɀipfuwo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana dai ndikatuma denda munyika ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo nokuteura ropa, ndichauraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kunyangewo ndikatumira denda munyika imomo ndopedzera pairi hasha dzangu neropa ndichiparadza mairi munhu nemhuka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvimwe kana ndikatuma hosha yakaipa munyika iyo, ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo neropa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo;
Shona 2009?
Zvimwe kana ndikatuma hosha yakaipa munyika iyo, ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo neropa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvimwe kana ndikatuma chirwere chakaipa munyika iyo, ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo neropa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo;