Ezekiel 14:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Ndoɗa, kana ndikatuma pamsoro peJerusarema ɀakaipa ɀinna ɀandakaʋatoŋgera, ɀinoti, munondo nenzara neɀikara ɀakaipa nehosha yakaipa, kuti ndiparadze’mo ʋanhu neɀipfuwo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Zvichaipisisa sei kana ndikatuma pamusoro peJerusarema zvinotyisa zvina zvandakatonga, zvinoti munondo, nenzara, nezvikara uye nedenda, kuzouraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti zvanzi naTenzi Mwari, “Ko kutozoti pandichatumira Jerusaremu shamhu dzangu ina dzinorwadza dzinoti bakatwa neshangwa yenzara nezvikara zvinorura nedenda kuti nditsakatise mairi munhu nemhuka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Ndoda, kana ndikatuma pamusoro peJerusaremu zvakaipa zvina zvandakavatongera, zvinoti, munondo nenzara nezvikara zvakaipa nehosha yakaipa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo!
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, "Ndoda, kana ndikatuma pamusoro peJerusaremu zvakaipa zvina zvandakavatongera, zvinoti, munondo nenzara nezvikara zvakaipa nehosha yakaipa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo!
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Ndoda, kana ndikatuma pamusoro peJerusaremu zvakaipa zvina zvandakavatongera, zvinoti, munondo nenzara nezvikara zvakaipa nechirwere chakaipa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo!