Ezekiel 14:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋacakunyaradzai, kana muciʋona nzira yaʋo neɀaʋanoita; ipapo mucaziʋa kuti handina‐kuita pasina ɀose ɀandakaita’mo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchanyaradzwa pamunoona tsika dzavo namabasa avo, nokuti muchaziva kuti hapana chandakaita mariri pasina chikonzero, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakunyaradza mwoyo pauchaona nzira dzavo nokuita kwavo ndipo pauchaziva kuti hapana chandakanga ndaita pasina chikonzero pazvinhu zvose zvandakaita mariri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vachakunyaradzai, kana muchiona nzira yavo nezvavanoita; ipapo muchaziva kuti handina kuita pasina zvose zvandakaitamo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Ivo vachakunyaradzai, kana muchiona nzira yavo nezvavanoita; ipapo muchaziva kuti handina kuita pasina zvose zvandakaitamo," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vachakunyaradzai, kana muchiona nzira yavo nezvavanoita; ipapo muchaziva kuti handina kuita pasina zvose zvandakaitamo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.