Ezekiel 14:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ndiɓate imba yaIsraeri mumŋoyo yaʋo, nokuti ʋaʋa ʋatorwa kwandiri nemhaka yeɀifananidzo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita izvi kuti ndibatezve mwoyo yavanhu veIsraeri, ivo vakandisiya vose kuti vatevere zvifananidzo zvavo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’
Shona 2009?
kuti ndibate imba yaIsiraeri mumoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.'
Shona SUB 2002 Bible
kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’