Ezekiel 14:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo iti kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Dzokai, mufuratire ɀifananidzo ɀenyu, mufuratidze ɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose ɀiso ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo uti kuimba yeIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Tendeukai! Dzokai mufuratire zvifananidzo zvenyu musiye mabasa enyu ose anonyangadza!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’
Shona 2009?
"Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, `Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.'
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’