Ezekiel 14:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana muprofita akanyeŋgerwa, akataura shoko, ini Jehova, ndini ndanyeŋgera muprofita uyo, ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro pake, ndimuparadze pakati paʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Uye kana muprofita akanyengerwa kuti ataure chiprofita, ini Jehovha ndini ndamunyengera, uye ndichatambanudza ruoko rwangu pamusoro pake ndigomuparadza pakati pavanhu veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana muporofita akanyengedzeka akataura shoko ini Tenzi ndini ndinenge ndarasisa muporofita iyeyo. Ipapo ndichazomutambanudzira ruoko rwangu ndigomuparadza pakati pavanhu vangu veIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana muporofita akanyengerwa, akataura shoko, ini Jehovha, ndini ndanyengera muporofita uyo, ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pake, ndimuparadze pakati pavanhu vangu vaIsiraeri.
Shona 2009?
"Zvino kana muporofita akanyengerwa, akataura shoko, ini Jehovha, ndini ndanyengera muporofita uyo, ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pake, ndimuparadze pakati pavanhu vangu vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana muporofita akanyengerwa, akataura shoko, ini Jehovha, ndini ndanyengera muporofita uyo, ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pake, ndimuparadze pakati pavanhu vangu VaIsiraeri.