Ezekiel 15:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ucakanaka hauna‐kukwanira ɓasa cose; ndoɗa ɀino kana mŋoto waupedza, kana watȿa, hauŋgakwaniri ɓasa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana wanga usingabatsiri chinhu uchiri wakakwana, uchagobatsireiko kana moto waupisa uye wasviba?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usati watsva, hapana chawaigona kuita nawo, ko kutozoti wapiswa nomoto waita tsito zvawo chii chaungazomboshandiswa kuita?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, uchakanaka hauna kukwanira basa chose; ndoda zvino kana moto waupedza, kana watsva, ungakwaniri basa here!”
Shona 2009?
Tarirai, uchakanaka hauna kukwanira basa chose; ndoda zvino kana moto waupedza, kana watsva, haukwaniri basa!
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, uchakanaka hauna kukwanira basa chose; ndoda zvino kana moto waupedza, kana watsva, ungakwaniri basa here!”