Ezekiel 15:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza nyika, nokuti ʋaka ndi ɗarikira — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza nyika nokuti vakanga vasina kutendeka, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti nyika iyoyi ive renje zvaro. Nokuti kuita kwavo hakuna kutendeka.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaparadza nyika, nokuti vakandidarikira,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
"Ndichaparadza nyika, nokuti vakandidarikira," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichaparadza nyika, nokuti vakandidarikira,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.