Ezekiel 16:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakufukidza ʋo neɀakarukwa, ndikakupfekedza shaŋgu dzamatebge amatenhe, ndakakusuŋga ciʋuno nomuceka wakaiȿo‐naka, ndikakufukidza nesiriki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakufukidza nezvakarukwa zvakanaka ndikakupfekedza shangu dzamatehwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakakupfekedza nguo dzakarukirirwa ndikakupfekedza shangu. Ndakakupfekedza shangu dzeganda rembiti yakanakisisa ndikakupfekedza nesirika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakufukidzawo nezvakarukwa, ndikakupfekedza shangu dzamatehwe, ndakakusunga chiuno nomucheka wakaisvonaka, ndikakufukidza nesirika.
Shona 2009?
Ndakakufukidzawo nezvakarukwa,ndikakupfekedza shangu, shangu dzamatebwe, ndakasunga chiuno nomucheka wakaisvonaka, ndikakufukidza nesirika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakufukidzawo nezvakarukwa, ndikakupfekedza shangu dzamatehwe, ndakakusunga chiuno nomucheka wakaisvonaka, ndikakufukidza nesirika.