Ezekiel 16:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe wakaʋimba nokunaka kwako, ukapata nokuɗa kwembiri yako, ukaɗurura kupata kwako kunomumŋe nomumŋe waipfuʋura napo, kukaʋa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi iwe wakavimba norunako rwako ukashandisa mbiri yako kuti uve chifeve. Wakazadza munhu wose akapfuura napauri noufeve uye nokuda kworunako rwako ukava wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi wakavimba norunako rwako ukaita unzenza pamusana pembiri yako ukaita unzenza ihwohwo nomupfuuri nenzira ari wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi iwe wakavimba nokunaka kwako, ukapata nokuda kwembiri yako, ukadurura kupata kwako kunomumwe nomumwe waipfuura napo, kukava kwake.
Shona 2009?
"Asi iwe wakavimba nokunaka kwako, ukapata nokuda kwembiri yako, ukadurura kupata kwako kunomumwe nomumwe waipfuura napo, kukava kwake.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi iwe wakavimba nokunaka kwako, ukapata nokuda kwembiri yako, ukadurura kupata kwako kuno mumwe nomumwe waipfuura napo, kukava kwake.