Ezekiel 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ukatora ŋguʋo dzako dzakarukwa, uka ɀi fukidza nadzo, ukagadza mafuta aŋgu neɀinonhuwira ɀaŋgu pamberi paɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye wakatora nguo dzako dzakarukwa kuti ufukidze zvifananidzo, uye ukapira mafuta angu ezvinonhuwira pamberi pazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakatora iwe dzimwe dzehanzu dzako dzakarukirirwa uchizvishongedza nadzo uchipira mafuta angu norusenzi rwangu kwazviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ukatora nguo dzako dzakarukwa, ukazvifukidza nadzo, ukagadza mafuta angu nezvinonhuwira zvangu pamberi pazvo.
Shona 2009?
ukatora nguvo dzako dzakarukwa, ukazvifukidza nadzo, ukagadza mafuta angu nezvinonhuhwira zvangu pamberi pazvo.
Shona SUB 2002 Bible
ukatora nguo dzako dzakarukwa, ukazvifukidza nadzo, ukagadza mafuta angu nezvinonhuwira zvangu pamberi pazvo.