Ezekiel 16:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kweɀakaipa ɀako ɀose (haiwa, unenhamo, unenhamo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nhamo! Une nhamo iwe, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Pamusoro pokumwe kuipa kwako kwose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mushure mouipi hwako hwose uhu, (zvichakuwana zvako, ndizvo zviri kutara Tenzi Mwari).
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwezvakaipa zvako zvose haiwa, une nhamo, une nhamo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Zvino shure kwezvakaipa zvako zvose haiwa, une nhamo, une nhamo," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwezvakaipa zvako zvose haiwa, une nhamo, une nhamo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.