Ezekiel 16:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaɀiʋakira nɀimbo yokufeʋa nokuɀiitira nɀimbo yakakwirira panzira dzose dzomumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wakazvivakira nzvimbo yakakwirira ukazviitira shongwe refu pazvivara zvose zvomusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakatozvivakira mupanda chaiwo nenzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira munhandare yoga yoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Wakazvivakira nzvimbo yokufeva nokuzviitira nzvimbo yakakwirira panzira dzose dzomumusha.
Shona 2009?
"Wakazvivakira nzvimbo yokufeva nokuzviitira nzvimbo yakakwirira panzira dzose dzomumusha.
Shona SUB 2002 Bible
“Wakazvivakira nzvimbo yokufeva nokuzviitira nzvimbo yakakwirira panzira dzose dzomumusha.