Ezekiel 16:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋaka nɀimbo yako yakakwirira pakuʋamba kwenzira imŋe neimŋe, ukashandura kunaka kwako ɀikaʋa ɀinonyaŋgadza, ukafukurira ʋose ʋanopfuʋura tsoka dzako, ukawanza kupata kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakavaka shongwe dzako refu panotangira nzira dzose dzomumusha ndokuderedza runako rwako, uchipira muviri wako nokuwanza kupata kwako kunaani zvake aipfuura napauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakona yomugwagwa woga woga wakazvivakira nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira ukan'oresa noufeve runako rwako uchizarurira makumbo mupfuuri nenzira wose wose wonyanya nahwo hufeve hwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakavaka nzvimbo yako yakakwirira pakuvamba kwenzira imwe neimwe, ukashandura kunaka kwako zvikava zvinonyangadza, ukafukurira vose vanopfuura tsoka dzako, ukawanza kupata kwako.
Shona 2009?
Wakavaka nzvimbo yako yakakwirira pakuvamba kwenzira imwe neimwe, ukashandura kunaka kwako zvikava zvinonyangadza, ukafukurira vose vanopfuura tsoka dzako, ukawanza kupata kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Wakavaka nzvimbo yako yakakwirira pakuvamba kwenzira imwe neimwe, ukashandura kunaka kwako zvikava zvinonyangadza, ukafukurira vose vanopfuura tsoka dzako, ukawanza kupata kwako.