Ezekiel 16:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uti: Ɀanzi naShe Jehova kuJerusarema: Kwawakabva nokwawakaɓerekwa ndiko kunyika yaʋaKanani; ɓaɓa ʋako ʋakaŋga ʋari muAmori, namai ʋako ʋakaŋga ʋari muHiti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusarema: Madzitateguru ako nokwaakaberekerwa ndiko kunyika yeKenani; baba vako vakanga vari muAmori uye mai vako vakanga vari muHiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uti zvanzi naTenzi Mwari kuJerusaremu, kunyika yeKenani ndiko kwawakabva, ndiko kwawakaberekerwa. Baba vako vaiva muAmori, amai vako vaiva muHiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha Jerusaremu: Kwawakabva nokwawakaberekwa ndiko kunyika yavaKanani; baba vako vakanga vari muAmori, namai vako vakanga vari muHiti.
Shona 2009?
uti, 'Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusaremu: Kwawakabva nokwawakaberekwa ndiko kunyika yavaKanani; baba vako vakanga vari muAmori, namai vako vakanga vari muHiti.
Shona SUB 2002 Bible
uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha Jerusaremu: Kwawakabva nokwawakaberekwa ndiko kunyika yaVaKenani; baba vako vakanga vari muAmori, namai vako vakanga vari muHiti.