Ezekiel 16:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wako unoshaiwa simba sei — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ɀaunoita ɀinhu iɀi ɀose, ɀinoitwa necifeʋe cisiŋganyari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Unoshayiwa simba sei, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha paunoita zvinhu izvi zvose, zvinoitwa nechifeve chisinganyari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Chakurwadza mwoyo ukadai chii zvokuti kunyange zvazvo uchionawo kuti zvose izvi, zviito zvenzenza chaiyo yokupedzesera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwoyo wako unoshaiwa simba sei,” ndizvo zvinotaura Jehovha “Zvaunoita zvinhu izvi zvose, zvinoitwa nechifeve chisinganyari;
Shona 2009?
"Moyo wako unoshaiwa simba sei," ndizvo zvinotaura Jehovha "Zvaunoita zvinhu izvi zvose, zvinoitwa nechifeve chisinganyari;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwoyo wako unoshaiwa simba sei,” ndizvo zvinotaura Jehovha “Zvaunoita zvinhu izvi zvose, zvinoitwa nechifeve chisinganyari;