Ezekiel 16:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaunoʋaka nɀimbo yako yokufeʋa pakuʋamba kwenzira imŋe neimŋe, nokuita nɀimbo yako yakakwirira panzira imŋe neimŋe yomumusha; asi hauna‐kuita secifeʋe, ɀawakashoʋora muripo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pawakavaka nzvimbo dzakakwirira pamavambo enzira dzose dzomumusha ndokuzviitira shongwe refu pazvivara zvose, wakanga usingaiti sechifeve, nokuti wakashora muripo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchizvivakira mupanda chaiwo pakona yomugwagwa woga woga uchigadzira nzvimbo dzako dzakatunhumara dzokuteurira munhandare yokutandarira yoga yoga. Asi iwe hauna kuita sepfambi, unotoramba zvako muripo wacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaunovaka nzvimbo yako yokufeva pakuvamba kwenzira imwe neimwe, nokuita nzvimbo yako yakakwirira panzira imwe neimwe yomumusha; asi hauna kuita sechifeve, zvawakashora muripo.
Shona 2009?
zvaunovaka nzvimbo yako yokufeva pakuvamba kwenzira imwe neimwe, nokuita nzvimbo yako yakakwirira panzira imwe neimwe yomumusha; asi hauna kuita sechifeve, zvawakashora muripo.
Shona SUB 2002 Bible
zvaunovaka nzvimbo yako yokufeva pakuvamba kwenzira imwe neimwe, nokuita nzvimbo yako yakakwirira panzira imwe neimwe yomumusha; asi hauna kuita sechifeve, zvawakashora muripo.