Ezekiel 16:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa! Mukadzi wakawanikwa unofeʋa! Unogamucira ʋatorwa panɀimbo yomurume wake!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Iwe chifeve chomukadzi! Unoshuva vatorwa kupinda murume wako!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uri chifeve chaicho chomukadzi chinotorana navatorwa chichisiya murume wacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa! Mukadzi akawanikwa anofeva! Anogamuchira vatorwa panzvimbo yomurume wake!
Shona 2009?
Aiwa! Mukadzi akawanikwa anofeva! Anogamuchira vatorwa panzvimbo yomurume wake!
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa! Mukadzi akawanikwa anofeva! Anogamuchira vatorwa panzvimbo yomurume wake!