Ezekiel 16:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakasiyana na ʋamŋe ʋakadzi pakupata kwako, ɀakusina‐unokuteʋera kupata newe; ʋuye ɀaunopa muripo iwe, asi iwe haupiwi muripo, naiɀoɀo wakasiyana naʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iwe wakasiyana navamwe pakufeva kwako; hakuna anokumhanyira nokuda kwokupata kwako. Iwe wakasiyana chose, nokuti ndiwe unopa muripo uye iwe hauna chaunopiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka iwe wakasiyana chaizvo navamwe vakadzi muunzenza hwako. Hapana akakutsvetera kuti uite zvounzenza. Wakatopa muripo asi iwe muripo hauna kupiwa. Saka wakasiyana navamwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe wakasiyana navamwe vakadzi pakupata kwako, zvakusina unokutevera kupata newe; uye zvaunopa muripo iwe, asi iwe haupiwi muripo, naizvozvo wakasiyana navamwe.”
Shona 2009?
"Iwe wakasiyana navamwe vakadzi pakupata kwako, zvakusina unokutevera kupata newe; uye zvaunopa muripo iwe, asi iwe haupiwi muripo, naizvozvo wakasiyana navamwe."
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe wakasiyana navamwe vakadzi pakupata kwako, zvakusina unokutevera kupata newe; uye zvaunopa muripo iwe, asi iwe haupiwi muripo, naizvozvo wakasiyana navamwe.”