Ezekiel 16:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋuya ʋo neʋuŋgano kuzorwa newe, iʋo ʋacakutaka namabge nokukubvoʋora neminondo yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachauya nemhomho yavanhu kuti izokurwisa, vachakutema namabwe nokukubvamburanya neminondo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachakuvinga nehondo yavarwi, vachikutaka namatombo vachakuita kanyama kanyama namapakatwa avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachauyawo neungano kuzorwa newe, ivo vachakutaka namabwe nokubvoora neminondo yavo.
Shona 2009?
"Vachauyawo neungano kuzorwa newe, ivo vachakutaka namabwe nokubvoora neminondo yavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachauyawo neungano kuzorwa newe, ivo vachakutaka namabwe nokubvoora neminondo yavo.