Ezekiel 16:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacapisa dzimba dzako nomŋoto, nokukuitira ɀakatoŋgwa pamberi paʋakadzi ʋazhinji; ndicakuregesa kupata kwako, iwe haucazo ʋ api muripo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachapisa dzimba dzako nokukuranga pamberi pavakadzi vazhinji. Ndichagumisa ufeve hwako, uye hauchazoripirizve vadiwa vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachapisa dzimba dzako vachikuranga vakadzi vazhinji vachizviona. Ndichaita kuti zvounzenza uzvirege uyewo zvokupa zvipo kuzvikomba zvichabva zvapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachapisa dzimba dzako nomoto, nokukuitira zvakatongwa pamberi pavakadzi vazhinji; ndichakuregesa kupata kwako, iwe hauchazovapi muripo.
Shona 2009?
Vachapisa dzimba dzako nomoto, nokukuitira zvakatongwa pamberi pavakadzi vazhinji; ndichakuregesa kupata kwako, iwe hauchazovapi muripo.
Shona SUB 2002 Bible
Vachapisa dzimba dzako nomoto, nokukuitira zvakatongwa pamberi pavakadzi vazhinji; ndichakuregesa kupata kwako, iwe hauchazovapi muripo.