Ezekiel 16:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ndicazorodza hasha dzaŋgu kwauri, goɗo raŋgu ricabva kwauri; ndicanyarara, ndikasazoʋa nokutsamŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo hasha dzangu pamusoro pako dzichaserera uye godo rokutsamwa kwangu richabva kwauri; ndichadzikama uye handingatsamwizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiko kupedzera hasha dzangu pauri kwandichaita. Kuva neshanje newe kunobva kwapera. Ndichabva ndagadzana mwoyo uye handichazoshatirwazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo ndichazorodza hasha dzangu kwauri, godo rangu richabva kwauri; ndichanyarara, ndikasazova nokutsamwa.
Shona 2009?
Saizvozvo ndichazorodza hasha dzangu kwauri, godo rangu richabva kwauri; ndichanyarara, ndikasazova nokutsamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo ndichazorodza hasha dzangu kwauri, godo rangu richabva kwauri; ndichanyarara, ndikasazova nokutsamwa.