Ezekiel 16:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe uri mŋanasikana wamai ʋako, ʋanosema murume waʋo naʋana ʋaʋo; iwe uri munuŋuna waʋakoma ʋako, ʋakasema ʋarume ʋaʋo naʋana ʋaʋo; mai ʋako ʋakaŋga ʋari muHiti, naɓaɓa ʋako muAmori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe uri mwanasikana chaiye wamai vako, akashora murume wake navana vake; uye uri munun'una chaiye wavakoma vako, akashora varume vavo navana vavo. Mai vako vakanga vari muHiti uye baba vako vari muAmori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe uri mwanasikana chaiye waamai vako vanovenga murume wavo navana vavo. Uri munun'una chaiye wavakoma vako vaivenga varume vavo navana vavo. Amai vako vaiva muHiti, baba vako vaiva muAmori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe uri mwanasikana wamai vako, vanosema murume wavo navana vavo; iwe uri munun'una wavakoma vako, vakasema varume vavo navana vavo; amai vako vakanga vari muHiti, nababa vako muAmori.
Shona 2009?
Iwe uri mwanasikana wamai vako, vanosema murume wavo navana vavo; iwe uri munun'una wavakoma vako, vakasema varume vavo navana vavo; amai vako vakanga vari muHiti, nababa vako muAmori.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe uri mwanasikana wamai vako, vanosema murume wavo navana vavo; iwe uri munun'una wavakoma vako, vakasema varume vavo navana vavo; amai vako vakanga vari muHiti, nababa vako muAmori.