Ezekiel 16:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukoma wako ndiSamaria, unogara kuruɓoshwe rwako, iye naʋanasikana ʋake; munuŋuna wako unogara kurudyi rwako, ndiSodoma naʋanasikana ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukoma wako akanga ari Samaria, akanga achigara kumusoro kwako navanasikana vake; uye munun'una wako, akanga achigara kurutivi rwezasi kwako navanasikana vake, akanga ari Sodhomu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukoma wako ndiSamaria aigara navana vake vasikana kuchamhembe kwako. Munun'una wako aigara kumaodzanyemba kwako ndiSodhomu navana varo vasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mukoma wako ndiSamaria, anogara kuruboshwe rwako, iye navanasikana vake; munun'una wako anogara kurudyi rwako, ndiSodhoma navanasikana vake.
Shona 2009?
"Mukoma wako ndiSamaria, anogara kuruboshwe rwako, iye navanasikana vake; munun'una wako anogara kurudyi rwako, ndiSodhoma navanasikana vake.
Shona SUB 2002 Bible
“Mukoma wako ndiSamaria, anogara kuruboshwe rwako, iye navanasikana vake; munun'una wako anogara kurudyi rwako, ndiSodhoma navanasikana vake.