Ezekiel 16:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hauna‐kufamba nenzira dzaʋo, kana kuita ɀinonyaŋgadza ɀaʋo; asi iɀo wakati ɀiɗuku, ukaʋapfuʋura iʋo ʋose nenzira dzako dzakaʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauna kungofamba nenzira dzavo chete nokutevedzera zvinonyangadza zvavo, asi iwe munzira dzako dzose wakakurumidza kuva wakashata chose kupfuura ivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hauna kuda kutevera nzira dzavo chete kana kuita zvinhu zvavo zvinosemesa asi kutoti nakanguva kaduku wakanga watoshata kupinda ivo mumaitiro ako ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hauna kufamba nenzira dzavo, kana kuita zvinonyangadza zvavo; asi izvo wakati zviduku, wakavapfura ivo vose nenzira dzako dzakaora.
Shona 2009?
Asi hauna kufamba nenzira dzavo, kana kuita zvinonyangadza zvavo; asi izvo wakati zviduku, wakavapfura ivo vose nenzira dzako dzakaora.
Shona SUB 2002 Bible
Asi hauna kufamba nenzira dzavo, kana kuita zvinonyangadza zvavo; asi izvo wakati zviduku, wakavapfura ivo vose nenzira dzako dzakaora.