Ezekiel 16:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ɀakaipa ɀomunuŋuna wako Sodoma heɀi: Kuɀikudza, ɀokudya ɀakawandisa, nokuzorora kusinehanya necinhu, ndiɀo ɀaakaŋga anaɀo naʋanasikana ʋake; haana‐kusimbisa ruʋoko rwaʋarombo naʋanoshaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvino ichi ndicho chaiva chivi chomunun'una wako Sodhomu: Iye navanasikana vake, vaizvikudza vaidyisa uye vaiva vasina hanya; havana kubatsira varombo navanoshayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiona, iyi ndiyo mhosva yakanga iri yomunun'una wako Sodhomu. Iye navanasikana vake vaizvikudza, vaine zvokudya zvakawandisa nokugarika vari vanhu vari pamutambaratede asi haana kubatsira varombo nevaiva muushai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, zvakaipa zvomunun'una wako Sodhoma hezvi: Kuzvikudza, zvokudya zvakawandisa, nokuzorora kusina hanya nechinhu, ndizvo zvaakanga anazvo navanasikana vake; haana kusimbisa ruoko rwavarombo navanoshayiwa.
Shona 2009?
Tarira, zvakaipa zvomunun'una wako Sodhoma hezvi: Kuzvikudza, zvokudya zvakawandisa, nokuzorora kusina hanya nechinhu, ndizvo zvaakanga anazvo navanasikana vake; haana kusimbisa ruoko rwavarombo navanoshayiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, zvakaipa zvomunun'una wako Sodhomu hezvi: Kuzvikudza, zvokudya zvakawandisa, nokuzorora kusina hanya nechinhu, ndizvo zvaakanga anazvo navanasikana vake; haana kusimbisa ruoko rwavarombo navanoshayiwa.