Ezekiel 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuneziso rakakunzwira tsitsi, kukuitira cinhu cimŋe ceɀinhu iɀi, nokuʋa neŋgoni newe; asi wakarashirwa kusaŋgo, nokuti ʋakasema ʋupenyu bgako nezuʋa rokuɀarwa kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu akakunzwira tsitsi kana kuva nengoni newe kuti akuitire chinhu chimwe chezvinhu izvi. Asi, wakarasirwa kusango, nokuti musi wawakaberekwa iwe wakashorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana akambokuitira tsiye nyoro kuti akuitire kana chimwe chinhu zvacho chaizvozvi pamusana petsitsi kwauri. Asi wakatoraswa pachenachena musango nokuti waisemwa pamusi wawaberekwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna ziso rakakunzwira tsitsi, kana kukuitira chinhu chimwe chezvinhu izvi, nokuva nengoni newe; asi wakarashirwa kusango, nokuti vakasema hupenyu hwako nezuva rokuzvarwa kwako.’
Shona 2009?
Hakuna ziso rakakunzwira tsitsi, kana kukuitira chinhu chimwe chezvinhu izvi, nokuva nengoni newe; asi wakarashirwa kusango, nokuti vakasema hupenyu hwako nezuva rokuzvarwa kwako.'
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna ziso rakakunzwira tsitsi, kana kukuitira chinhu chimwe chezvinhu izvi, nokuva nengoni newe; asi wakarashirwa kusango, nokuti vakasema upenyu hwako nezuva rokuzvarwa kwako.’