Ezekiel 16:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge neSamaria harina‐kuita hafu yeɀiʋi ɀako; asi iwe wakawanza ɀinonyaŋgadza ɀako kupfuʋura ɀaʋo, ukapembedza ʋanuŋuna ʋako neɀinonyaŋgadza ɀako ɀose ɀawakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samaria harina kuita hafu yezvivi zvawakaita iwe. Iwe wakaita zvinhu zvinonyangadza kupfuura zvavakaita ivo, uye wakaita kuti vanun'una vako vange vakarurama nokuda kwezvinhu izvi zvawakaita iwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazvitadzo, Samaria haina kumboita hafu yezvako. Iwe wakaita zvinosemesa zvakawanda kupinda Samaria. Wakatoita kuti mukoma wako aite somururami pamusana pezvinosemesa zvawakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange neSamaria harina kuita hafu yezvivi zvako; asi iwe wakawanzisa zvinonyangadza zvako kupfuura zvavo, ukapembedza vanun'una vako nezvinonyangadza zvako zvose zvawakaita.
Shona 2009?
"Kunyange neSamaria harina kuita hafu yezvivi zvako; asi iwe wakawanzisa zvinonyangadza zvako kupfuura zvavo, ukapembedza vanun'una vako nezvinonyangadza zvako zvose zvawakaita.
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe neSamaria harina kuita hafu yezvivi zvako; asi iwe wakawanzisa zvinonyangadza zvako kupfuura zvavo, ukapembedza vanun'una vako nezvinonyangadza zvako zvose zvawakaita.