Ezekiel 16:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicadzosa ɀe kutapxa kwaʋo, iko kutapxa kweSodoma naʋanasikana ʋaro, nokutapxa kweSamaria naʋanasikana ʋaro, nokutapxa kwaʋatapxa ʋako ʋari pakati paʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kunyange zvakadaro hazvo, ndichadzosazve pfuma yeSodhomu navanasikana varo neyeSamaria navanasikana varo, uye pfuma yako pamwe chete navo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichadzorera zvakare kubudirira kweguta reSodhomu nemisha yaro nokubudirira kweSamaria nemisha yayo. Ndichaita kutiwo kubudirira kwako kudzokere pakare mukati mavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichadzosazve kutapwa kwavo, iko kutapwa kweSodhoma navanasikana varo, nokutapwa kweSamaria navanasikana varo, nokutapwa kwavatapwa vako vari pakati pavo;
Shona 2009?
"Ndichadzosazve kutapwa kwavo, iko kutapwa kweSodhoma navanasikana varo, nokutapwa kweSamaria navanasikana varo, nokutapwa kwavatapwa vako vari pakati pavo;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichadzosazve kutapwa kwavo, iko kutapwa kweSodhomu navanasikana varo, nokutapwa kweSamaria navanasikana varo, nokutapwa kwavatapwa vako vari pakati pavo;