Ezekiel 16:54 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti iwe uʋe nokunyadziswa kwako, unyare pamsoro peɀose ɀawakaita uciʋanyaradza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti ugotakura nyadzi dzako ugonyara pane zvose zvawakaita uchivanyaradza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uku kunenge kuri kuitira kuti ufumuke unyare nezvose zvawakaita uchizova chinhu chinovanyaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti iwe uve nokunyadziswa kwako, unyare pamusoro pezvose zvawakaita uchivanyaradza.
Shona 2009?
kuti iwe uve nokunyadziswa kwako, unyare pamusoro pezvose zvawakaita uchivanyaradza.
Shona SUB 2002 Bible
kuti iwe uve nokunyadziswa kwako, unyare pamusoro pezvose zvawakaita uchivanyaradza.