Ezekiel 16:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munuŋuna wako Sodoma haana‐kurebga nomuromo wako nezuʋa rokuɀikudza kwako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haungazomborevi nezvomunun'una wako Sodhomu pazuva rokuzvikudza kwako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamazuva ako awaizvitutumadza, munun'una wako, Sodhomu, akanga asiri chiseko pamuromo pako here
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munun'una wako Sodhoma haana kurehwa nomuromo wako nezuva rokuzvikudza kwako,
Shona 2009?
Nokuti munun'una wako Sodhoma haana kurehwa nomuromo wako nezuva rokuzvikudza kwako,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munun'una wako Sodhomu haana kurehwa nomuromo wako nezuva rokuzvikudza kwako,