Ezekiel 16:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀakashata ɀako ɀisati ɀafukurwa, sapaŋguʋa yokushoʋorwa kwako naʋanasikana ʋeSiria naʋose ʋakaʋapoteredza, ʋanasikana ʋaʋaFiristia, ʋanokuɀidza kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuipa kwako kusati kwafukurwa. Kunyange zvino, uri kusekwa izvozvi navanasikana veEdhomu navavakidzani varo vose, uye vanasikana veFiristia, navose vakakupoteredza vanokushora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iwe kuipa kwako husati hwabuda pachena? Iye zvino wangoitawo saiye, wava chiseko chemisha yeEdhomu navavakidzani nemisha yavaFirisitia vari munharaunda yako vanokushora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvakashata zvako zvisati zvafukurwa, sapanguva yokushorwa kwako navanasikana veSiria navose vakavapoteredza, vanasikana vavaFirisitia, vanokuzvidza kumativi ose.
Shona 2009?
zvakashata zvako zvisati zvafukurwa, sapanguva yokushorwa kwako navanasikana veSiria navose vakavapoteredza, vanasikana vavaFirisitia, vanokuzvidza kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
zvakashata zvako zvisati zvafukurwa, sapanguva yokushorwa kwako navanasikana veSiria navose vakavapoteredza, vanasikana vavaFirisitia, vanokuzvidza kumativi ose.