Ezekiel 16:59 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Ndicakuitira ʋo seɀawakaita iwe, wakashoʋora kupika pakuputsa kwako suŋgano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichakuitira zvakakufanira, nokuti wakazvidza mhiko dzangu nokuputsa sungano yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti zvanzi naTenzi Mwari, “Ndichaita kwauri sekuitawo kwawakaita iwe wakashora mhiko nokutyora kwawakaita chitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Ndichakuitirawo sezvawakaita iwe, wakashora kupika pakuputsa kwako sungano.
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, "Ndichakuitirawo sezvawakaita iwe, wakashora kupika pakuputsa kwako sungano.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Ndichakuitirawo sezvawakaita iwe, wakashora kupika pakuputsa kwako sungano.