Ezekiel 16:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakapfuʋura kwauri, ndikakuʋona ucipfakanyika muropa rako, ndikati kwauri uri muropa rako: Rarama! Ɀirokwaɀo, ndakati kwauri uri muropa rako: Rarama!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Ipapo ndakapfuura napo ndikakuona uchipfakanyika uri muropa rako, uye pawakanga uvete ipapo uri muropa rako, ndakati kwauri, “Rarama!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pandakapfuura nepawaiva ndakakuona uchitakanyika muropa rako. Uri muropa rako kudaro, ndakati rarama
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakapfuura kwauri, ndikakuona uchipfakanyika muropa rako, ndikati kwauri uri muropa rako, ‘Rarama!’ Zvirokwazvo, ndakati kwauri uri muropa rako, ‘Rarama!’
Shona 2009?
"Ndakapfuura kwauri, ndikakuona uchipfakanyika muropa rako, ndikati kwauri uri muropa rako, `Rarama!' Zvirokwazvo, ndakati kwauri uri muropa rako, `Rarama! '
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakapfuura kwauri, ndikakuona uchipfakanyika muropa rako, ndikati kwauri uri muropa rako, ‘Rarama!’ Zvirokwazvo, ndakati kwauri uri muropa rako, ‘Rarama!’