Ezekiel 16:62 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicasimbisa suŋgano yaŋgu newe; ɀino ucaziʋa kuti ndini Jehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndichasimbisa sungano yangu newe, uye uchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita chitenderano changu newe. Uchabva waziva kuti ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichasimbisa sungano yangu newe; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha;
Shona 2009?
"Ndichasimbisa sungano yangu newe; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichasimbisa sungano yangu newe; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha;