Ezekiel 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakuita ʋazhinji kwaɀo seɀinomera kusaŋgo, ukawanda nokukura, ukaȿikira paʋukomba bgakaiȿo‐naka; mazamu ako akakura, nevudzi rako rakamera, asi wakaŋga usino‐kufuka, wakashama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakuita kuti ukure somuti wesango. Wakakura ukanyatsoumbika ukava ukomba hwakaisvonaka. Mazamu ako akakura nebvudzi rako rikakura, iyewe wakanga wakashama usina chinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ukure sechinhu chinomera musango. Wakakura ukareba ukasvika pakutova mhandara. Mazamu ako akabuda, bvudzi rako rikakura asi wakanga uri mutwi, usina chawakapfeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakuita vazhinji kwazvo sezvinomera kusango, ukawanda nokukura, ukasvikira pahukomba hwakaisvonaka; mazamu ako akakura, nevhudzi rako rakamera, asi wakanga usina kufuka, wakashama.
Shona 2009?
Ndakakuita vazhinji kwazvo sezvinomera kusango, ukawanda nokukura, ukasvikira pahukomba hwakaisvonaka; mazamu ako akakura, nevhudzi rako rakamera, asi wakanga usina kufuka, wakashama.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakuita vazhinji kwazvo sezvinomera kusango, ukawanda nokukura, ukasvikira pahukomba hwakaisvonaka; mazamu ako akakura, nevhudzi rako rakamera, asi wakanga usina kufuka, wakashama.