Ezekiel 17:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakazomumukira acituma nhume dzake Egipita, kuti apiwe mabiza naʋanhu ʋazhinji. Ko ucaramba aciŋgofara here? Unoita ɀinhu ɀakaɗai ucapukunyuka here? Uŋgaputsa suŋgano akapukunyuka here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mambo akamupandukira nokutuma nhume dzake kuIjipiti kundotorako mabhiza nehondo huru. Achabudirira here? Ko, iye anoita zvinhu zvakadaro angapukunyuka here? Achaputsa chibvumirano akazopukunyuka here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi akamupandukira nokutumira kwakaita nhume dzake kuIjipiti kuti imupe mabhiza nehondo huru. Achabudirira here? Munhu anoita zvakadai angapunyuke here? Anogona kutyora chitsidzirano achizopunyuka here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi wakazomumukira achituma nhume dzake Ijipiti, kuti apiwe mabhiza navanhu vazhinji. Ko acharamba achingofara here? Anoita zvinhu zvakadai achapukunyuka here? Angaputsa sungano akapukunyuka here?
Shona 2009?
Asi wakazomumukira achituma nhume dzake Ijipiti, kuti apiwe mabhiza navanhu vazhinji. Ko acharamba achingofara here? Anoita zvinhu zvakadai achapukunyuka here? Angaputsa sungano akapukunyuka here?
Shona SUB 2002 Bible
Asi wakazomumukira achituma nhume dzake Ijipiti, kuti apiwe mabhiza navanhu vazhinji. Ko acharamba achingofara here? Anoita zvinhu zvakadai achapukunyuka here? Angaputsa sungano akapukunyuka here?