Ezekiel 17:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakanda mumbure waŋgu pamsoro pake, ucaɓatwa nomusuŋgo waŋgu, ndicamuisa Babironi ndimutoŋge’ko pamsoro pokuɗarika kwake kwaakandiɗarikira nako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichamuteya nomumbure wangu, uye achabatwa nomusungo wangu. Ndichamuuyisa kuBhabhironi ndigomutongerako nokuti akanga asina kutendeka kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichamukanda mambure angu omuti mbunde-mbunde kumubata ndigoenda naye kuBhabhironi ndigomupinza dare ikoko nemhosva yokusatendeseka kwake kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa nomusungo wangu, ndichamuisa Bhabhironi ndimutongeko pamusoro pokudarika kwake kwaakandidarikira nako.
Shona 2009?
Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa nomusungo wangu, ndichamuisa Bhabhironi ndimutongeko pamusoro pokudarika kwake kwaakandidarikira nako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pake, achabatwa nomusungo wangu, ndichamuisa Bhabhironi ndimutongeko pamusoro pokudarika kwake kwaakandidarikira nako.