Ezekiel 17:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga wakasimŋa pavu rakanaka panemvura zhinji, kuti uɓuɗise mataʋi, nokuɓereka ɀiɓereko, uʋe muzambiriŋga wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga wasimwa pavhu rakaorera pedyo nemvura zhinji kuti ubudise matavi, ubereke michero, ugova muzambiringa unoyevedza.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rikandousima pavhu rakanaka pane mvura yakawanda kuti uite mapazi akawanda ubereke muchero, uvewo mugirepisi wakanakisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Wakanga wakasimwa pavhu rakanaka pane mvura zhinji, kuti ubudise matavi, nokubereka michero, uve mudzambiringa wakanaka.
Shona 2009?
"Wakanga wakasimwa pavhu rakanaka pane mvura zhinji, kuti ubudise matavi, nokubereka michero, uve muzambiringa wakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
“Wakanga wakasimwa pavhu rakanaka pane mvura zhinji, kuti ubudise matavi, nokubereka michero, uve muzambiringa wakanaka.