Ezekiel 18:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iye akaɓereka mŋanakomana riri gororo, kana muteʋuri weropa, kana unoita cinhu cimŋe ceɀinhu iɀi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngatiti ane mwanakomana anoita zvechisimba, anoteura ropa kana chimwe chezvinhu izvi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi akabereka mwana mukomana, gororo, muurayi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana iye akabereka mwanakomana riri gororo, kana muteuri weropa, kana anoita chimwe chezvinhu izvi,
Shona 2009?
"Kana iye akabereka mwanakomana riri gororo, kana muteuri weropa, kana anoita chimwe chezvinhu izvi,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana iye akabereka mwanakomana riri gororo, kana muteuri weropa, kana anoita chimwe chezvinhu izvi,