Ezekiel 18:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
usiŋgaiti cinhu cimŋe caiɀoɀo ɀakanaka, akadya pamakomo, akacinyira mukadzi wowokwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(kunyange baba vake vasina kumboita chimwe chazvo): “Anodya pashongwe dzamakomo Anochinya mukadzi womuvakidzani wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anoita zvinhu zvakaita sezvizvi zvokuti anodyira pamakomo, anotadza nomudzimai womumwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asingaiti chinhu chimwe chaizvozvo zvakanaka, akadya pamakomo, akachinyira mukadzi wowokwake,
Shona 2009?
asingaiti chinhu chimwe chaizvozvo zvakanaka, akadya pamakomo, akachinyira mukadzi wowokwake,
Shona SUB 2002 Bible
asingaiti chinhu chimwe chaizvozvo zvakanaka, akadya pamakomo, akachinyira mukadzi wowokwake,