Ezekiel 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, tarira, kana akaɓereka mŋanakomana, unoʋona ɀiʋi ɀose ɀaɓaɓa ʋake, ɀaʋakaita, akaɀiʋona hake, akasaita ɀakaɗai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ngatimboti, mwanakomana uyu ano mwanakomana anoona zvivi zvose zvinoitwa nababa vake, uye kunyange achivaona, haaiti zvinhu zvakadai:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngatitii anoita mwana mukomana anoona zvose zvakaipa zvinoitwa nababa vake otya orega kuzvitevedzera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino, tarira, kana akabereka mwanakomana, anoona zvivi zvose zvababa vake, zvavakaita, akazviona hake, akasaita zvakadai;
Shona 2009?
"Zvino, tarira, kana akabereka mwanakomana, anoona zvivi zvose zvababa vake, zvavakaita, akazviona hake, akasaita zvakadai;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino, tarira, kana akabereka mwanakomana, anoona zvivi zvose zvababa vake, zvavakaita, akazviona hake, akasaita zvakadai;