Ezekiel 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana wakarurama akatsauka pakururama kwake, akaita ɀakaipa, akaita ɀinonyaŋgadza ɀose ɀinoitwa nomunhu wakaipa, ko uŋgararama here? Maɓasa ake akarurama aakaita haaŋgatoŋgoraŋgarirwi; nokuɗa kwokuɗarika kwake, kwaakaɗarika nako, neɀiʋi ɀake ɀaakaita, ucafa nokuɗa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake akaita chivi uye akaitawo zvinonyangadza zvinoitwa nomunhu akaipa, angararama here? Zvakarurama zvaakaita hazvizorangarirwi. Nokuda kwemhosva yokusatendeuka kwaanako uye nokuda kwezvivi zvaakaita, iye achafa zvirokwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana mururami akasiyana noururami hwake oita zvakaipa achiita zvinhu zvinosemesa zvimwechetezvo zvinoitwa nowakaipa, angararame here ipapo? Hakuna kana nechimwe chezvakarurama zvaakamboita chinozomborangarirwa. Pamusana pemhosva yaanayo younyengedzi uye nechitadzo chaakapara, anofanira kufa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, akaita zvinonyangadza zvose zvinoitwa nomunhu akaipa, ko angararama here? Mabasa ake akarurama aakaita haangatongorangarirwi; nokuda kwokudarika kwake, kwaakadarika nako, nezvivi zvake zvaakaita, achafa nokuda kwazvo.
Shona 2009?
"Asi kana akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, akaita zvinonyangadza zvose zvinoitwa nomunhu akaipa, ko angararama here? Mabasa ake akarurama aakaita haangatongorangarirwi; nokuda kokudarika kwake, kwaakadarika nako, nezvivi zvake zvaakaita, achafa nokuda kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, akaita zvinonyangadza zvose zvinoitwa nomunhu akaipa, ko angararama here? Mabasa ake akarurama aakaita haangatongorangarirwi; nokuda kwokudarika kwake, kwaakadarika nako, nezvivi zvake zvaakaita, achafa nokuda kwazvo.