Ezekiel 18:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakaraŋgarira, akatsauka pakuɗarika kwake kwose kwaakaita, ɀirokwaɀo ucararama, haaŋgafi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti anorangarira kudarika kwake kwose kwaakaita uye anotendeuka kubva panzira dzake, zvirokwazvo achararama; haangafi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anenge afunga akabva asiyana nezvikanganiso zvose zvaakakanga aita anofanira kutorarama, haafi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvaakarangarira, akatsauka pakudarika kwake kwose kwaakaita, zvirokwazvo achararama, haangafi.
Shona 2009?
"Zvaakarangarira, akatsauka pakudarika kwake kose kwaakaita, zvirokwazvo achararama, haangafi.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvaakarangarira, akatsauka pakudarika kwake kwose kwaakaita, zvirokwazvo achararama, haangafi.