Ezekiel 18:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asinokudya pamakomo, kana kutarira nameso ake kuɀifananidzo ɀeimba yaIsraeri, kana kucinyira mukadzi wowokwake, kana kusweɗera kumukadzi uri kumŋedzi kwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haadyiri pashongwe dzamakomo kana kutarira kuzvifananidzo zveimba yaIsraeri. Haasvibisi mukadzi womuvakidzani wake, kana kuvata nomukadzi ari kumwedzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asingandodyira pamakomo kana kutarisa zvifananidzo zvokunamata zvemba yaIsiraeri, asingatadze nomudzimai womumwe, kana kugara nomukadzi panguva yake yokutevera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asina kudya pamakomo, kana kutarira nameso ake kuzvifananidzo zveimba yavaIsiraeri, kana kuchinyira mukadzi wowokwake, kana kuswedera kumukadzi ari kumwedzi kwake,
Shona 2009?
asina kudya pamakomo, kana kutarira nameso ake kuzvifananidzo zveimba yavaIsiraeri, kana kuchinyira mukadzi wowokwake, kana kuswedera kumukadzi ari kumwedzi kwake,
Shona SUB 2002 Bible
asina kudya pamakomo, kana kutarira nameso ake kuzvifananidzo zveimba yaVaIsiraeri, kana kuchinyira mukadzi wowokwake, kana kuswedera kumukadzi ari kumwedzi kwake,