Ezekiel 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakafamba nemitemo yaŋgu, akaceŋgeta ɀandakaraira, kuti aite ɀamaɀokwaɗi; iye wakarurama, ɀirokwaɀo ucararama — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotevera mitemo yangu, uye anochengeta mirayiro akatendeka. Munhu uyo akarurama; zvirokwazvo achararama, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anotevera mitemo yangu achinyatsochengeta mirawo yangu, mururami. Anofanira kurarama, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akafamba nemitemo yangu, akachengeta zvandakarayira, kuti aite zvamazvokwadi; iye akarurama, zvirokwazvo achararama,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
akafamba nemitemo yangu, akachengeta zvandakarayira, kuti aite zvamazvokwadi; iye akarurama, zvirokwazvo achararama," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
akafamba nemitemo yangu, akachengeta zvandakarayira, kuti aite zvamazvokwadi; iye akarurama, zvirokwazvo achararama,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.