Ezekiel 19:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mai ʋako ʋakaŋga ʋakaita somuzambiriŋga, paŋguʋa yokuzorora kwako, wakaŋga wakasimŋa pamvura; wakaɓereka ɀakanaka, unamataʋi mazhinji, nokuɗa kwemvura zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa mumunda wako womuzambiringa, wakasimwa pane mvura; wakanga une zvibereko uye uzere namatavi nokuda kwemvura zhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Amai vako vaiva somugirepisi wakarimwa mumunda wamagirepisi wakasimwa pedyo nemvura unowa michero wakati mapazi sarara pamusana pemvura zhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mai vako vakanga vakaita somudzambiringa, panguva yokuzorora kwako, wakanga wakasimwa pamvura; wakabereka zvakanaka, una matavi mazhinji, nokuda kwemvura zhinji.
Shona 2009?
Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa, panguva yokuzorora kwako, wakanga wakasimwa pamvura;wakabereka zvakanaka, una matavi mazhinji, nokuda kwemvura zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa, panguva yokuzorora kwako, wakanga wakasimwa pamvura; wakabereka zvakanaka, una matavi mazhinji, nokuda kwemvura zhinji.