Ezekiel 19:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ukaʋa namatanda makobvu okuita tȿimbo dzaʋaiɓata ʋushe, musoro wawo ukakwirira kumsoro pakati pamataʋi makobvu, ukaʋonekwa kumsoro‐soro pamŋe cete namashizha awo mazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matavi awo akanga akasimba, akanakira kuva tsvimbo yomutongi. Wakanga wakareba kwazvo pamusoro pamatavi makobvu akapfumvutira, waionekera kumusoro-soro nokuda kwourefu hwawo, uye nokuda kwamatavi awo mazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapazi awo akaita hunde akakura kuita tsvimbo dzoumambo, wakareba mudenga nomukati megwindingwi ramapaazi. Nokureba kwawo uchioneka wakati dzu-u mudenga uina mazhinji mapazi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukava namatanda makobvu okuita tsvimbo dzavaibata hushe, musoro wawo ukakwirira kumusoro pakati pamatavi makobvu, ukaonekwa kumusoro-soro pamwechete namashizha awo mazhinji.
Shona 2009?
Ukava namatanda makobvu okuita tsvimbo dzavaibata hushe, musoro wawo ukakwirira kumusoro pakati pamatavi makobvu, ukaonekwa kumusoro-soro pamwechete namashizha awo mazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Ukava namatanda makobvu okuita tsvimbo dzavaibata hushe, musoro wawo ukakwirira kumusoro pakati pamatavi makobvu, ukaonekwa kumusoro–soro pamwechete namashizha awo mazhinji.