Ezekiel 19:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyo ikafambafamba pakati peshumba; ikaʋa shumba ɗuku, ikadzidza kuɓata ɀaiŋgaʋuraya, ikapedza ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakafamba ichinyahwaira pakati peshumba, nokuti yakanga yava shumba ine simba zvino. Yakadzidza kubvambura chayabata uye yaidya vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaizvikakanyadza mukati medzimwe shumba chikava chimukono chaicho cheshumba, yakadzidza udzimba hwokubata nyama yakava yokudya vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyo ikafamba-famba pakati peshumba; ikava shumba duku, ikadzidza kubata zvaingauraya, ikapedza vanhu.
Shona 2009?
Iyo ikafamba-famba pakati peshumba; ikava shumba duku, ikadzidza kubata zvaingauraya, ikapedza vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Iyo ikafamba–famba pakati peshumba; ikava shumba duku, ikadzidza kubata zvaingauraya, ikapedza vanhu.